Isaya 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIjipita vachaora mwoyo, uye ndichaita kuti zvavanoronga zvive pasina; vachabvunza zvifananidzo nemweya yavakafa, nokumasvikiro navavuki.

Isaya 19

Isaya 19:1-5