Isaya 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndichakuchidzira kumukirana pakati pavaIjipita, munun'una acharwa nomukoma, muvakidzani acharwa nowaakavakidzana naye, guta richarwisana nerimwe guta, umambo hucharwisana nohumwe umambo.

Isaya 19

Isaya 19:1-4