Isaya 19:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro, pachava nenzira huru ichabva kuIjipiti ichienda kuAsiria. VaAsiria vachaenda kuIjipiti uye vaIjipita vachaendawo kuAsiria. VaIjipita navaAsiria vachanamata pamwe chete.

Isaya 19

Isaya 19:18-25