Isaya 19:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha acharova Ijipiti nehosha; acharova nokuvarapazve. Vachatendeukira kuna Jehovha, uye achapindura mikumbiro yavo nokuvarapa.

Isaya 19

Isaya 19:17-25