Isaya 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro, maguta mashanu omuIjipita achataura mutauro weKenani uye vachapikira vachazvipira kuna Jehovha Wamasimba Ose. Rimwe racho richanzi Guta roKuparadza.

Isaya 19

Isaya 19:14-24