Isaya 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye nyika yeJudha ichava chinhu chinotyisa kuvaIjipita; mumwe nomumwe achanzwa nezvaJudha achatya, nokuda kwezvinofungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro pavo.

Isaya 19

Isaya 19:15-23