Isaya 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndichavamukira ini,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Ndichabvisa zita rake navakasara vake kubva kuBhabhironi, vana vake navana vavana vake,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Isaya 14

Isaya 14:21-26