Isaya 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gadzirirai nzvimbo yokuurayira vanakomana vake nokuda kwezvivi zvamadzitateguru avo; havazosimuki kuti vagare nhaka yenyika vagozadza nyika namaguta avo

Isaya 14

Isaya 14:19-26