Isaya 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, wawa seiko, uchibva kudenga, iwe nyamasase yamangwanani, mwanakomana wamambakwedza! Wakakandwa panyika, iyewe wakambowisira ndudzi pasi!

Isaya 14

Isaya 14:10-18