Isaya 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuzvikudza kwako kwose kwaderedzwa kusvika muguva, pamwe chete nokurira kworudimbwa rwako; honye dzawarirwa pasi pako uye makonye anokufukidza.

Isaya 14

Isaya 14:10-13