Isaya 13:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai zuva raJehovha riri kuuya, zuva rakaipisisa, rine hasha nokutsamwa kunotyisa, kuti nyika ive dongo uye nokuzoparadza vatadzi vari mukati mayo.

Isaya 13

Isaya 13:1-16