Isaya 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutya kuchavabata, kurwadziwa nokugomera zvichavabata, vachamonyoroka somukadzi ari kusununguka. Vachatarisana vachishamisika mumwe nomumwe wavo, zviso zvavo zvichipfuta.

Isaya 13

Isaya 13:4-15