Isaya 11:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vachawira pamusoro pamateru eFiristia kumavirazuva; pamwe chete vachapamba vanhu vokumabvazuva. Vachatora Edomu neMoabhu, uye vaAmoni vachava varanda vavo.

Isaya 11

Isaya 11:5-16