Isaya 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana chichasara asi kungokotama pakati penhapwa, kana kuwira pakati pavakaurayiwa. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa.

Isaya 10

Isaya 10:1-5