Isaya 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchaita sei pazuva rokutongwa, njodzi painouya ichibva kure? Muchatizira kuna aniko kuti mubatsirwe? Upfumi hwenyu muchahusiyepiko?

Isaya 10

Isaya 10:1-11