Isaya 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yenyu yaparadzwa, Maguta enyu apiswa nomoto; minda yenyu iri kutorwa navatorwa pamberi penyu chaipo, nyika yaparadzwa sapanoparadza vatorwa.

Isaya 1

Isaya 1:1-12