Isaya 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubvira pasi porutsoka rwako kusvikira panhongonya yomusoro wako hapana pakukutu, anongova maronda nokurwadziwa namavanga akazaruka, asina kusukwa kana kusungwa kana kuzorwa mafuta.

Isaya 1

Isaya 1:3-8