Isaya 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera vana ndikavakudza, asi ivo vakandimukira.

Isaya 1

Isaya 1:1-11