Hosea 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mune kutuka chete, kunyengera nokuuraya, kuba noupombwe; vanoparadza zvose zvinovadzivisa, uye kudeuka kweropa kunotevera kudeuka kweropa.

Hosea 4

Hosea 4:1-3