Hosea 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai shoko raJehovha, imi vaIsraeri, nokuti Jehovha ane mhosva yaari kupa kwamuri imi vagere munyika: “Hapana akatendeka, hapana ane rudo, hapana anoziva Mwari munyika.

Hosea 4

Hosea 4:1-7