Hosea 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo ndichavatorera zviyo zvangu kana zvaibva, newaini yangu itsva nenguva yayo. Ndichatora makushe angu nomucheka wangu zvaifanira kufukidza kushama kwavo.

Hosea 2

Hosea 2:5-14