Hosea 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havana kuzvibvuma kuti ndini ndaivapa zviyo, newaini itsva namafuta, ndini ndakavapa sirivha negoridhe rakawanda izvo zvavakashandira Bhaari nazvo.

Hosea 2

Hosea 2:4-18