Hosea 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaparadza mizambiringa yavo nemiti yavo yemionde yakanga iri muripo waibva kuvadiwa vavo. Ndichazviita dondo, uye mhuka dzesango dzichazvidya.

Hosea 2

Hosea 2:4-22