Hosea 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndichagumisa kupembera kwavo kwose: mitambo yavo yose yegore negore, nguva dzoKugara kwoMwedzi, maSabata avo nemitambo yavo yose yakatarwa.

Hosea 2

Hosea 2:3-16