Hosea 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani akachenjera? Achacherechedza zvinhu izvi. Ndiani anonzvera? Achazvinzwisisa. Nzira dzaJehovha dzakarurama; vakarurama vanofamba madziri, asi vatadzi vanogumburwa madziri.

Hosea 14

Hosea 14:1-9