Hosea 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veSamaria vanofanira kutakura mhaka yavo, nokuti vakamukira Mwari wavo. Vachaparadzwa nomunondo; vacheche vavo vacharoverwa pasi. Vakadzi vavo vane mimba vachatumburwa.”

Hosea 13

Hosea 13:8-16