Hosea 13:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kunyange akabudirira pakati pamadzikoma ake. Mhepo yokumabvazuva yaJehovha ichauya, ichivhuvhuta ichibva kurenje; chitubu chake chichapwa uye tsime rake richaoma. Dura rake richapambwa nezvose zvinokosha zviri mariri.

Hosea 13

Hosea 13:7-16