Hosea 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha ane mhaka yaanopa Judha; acharanga Jakobho maererano nenzira dzake uye achamupa mubayiro maererano namabasa ake.

Hosea 12

Hosea 12:1-5