Hosea 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Efuremu anodya mhepo; anodzingana nemhepo yokumabvazuva zuva rose uye anowedzera nhema pamwe chete nechisimba. Anoita sungano neAsiria, uye anoendesa mafuta omuorivhi kuIjipiti.

Hosea 12

Hosea 12:1-8