Habhakuki 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange dai muonde ukasatunga maruva, uye mizambiringa ikashayiwa zvibereko, kunyange kubereka kwomuorivhi kukakona, uye minda ikasabereka zvokudya, kunyange dai kukasava namakwai muchirugu uye mombe dzikashayikwa mumatanga.

Habhakuki 3

Habhakuki 3:10-19