Habhakuki 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakazvinzwa, hana yangu ikarova, miromo yangu yakadedera pandakanzwa maungira; kuora kwakapinda mumapfupa angu, makumbo angu akadedera. Asi ndichamirira hangu zuva renjodzi kuti riuye pamusoro porudzi ruchatirwisa.

Habhakuki 3

Habhakuki 3:14-19