Habhakuki 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Chifananidzo chakavezwa chinobatsireiko, zvachakangogadzirwa nomuvezi? Kana chifananidzo chakaumbwa, chinodzidzisa nhema? Nokuti uyo anochiita anovimba nechaakazviumbira; anoita zvifananidzo zvisingagoni kutaura.

Habhakuki 2

Habhakuki 2:15-20