Habhakuki 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kuita nechisimba kwamakaitira Rebhanoni kuchakufukidzai, nokuparadza kwamakaita mhuka kuchakutyisai. Nokuti makateura ropa ravanhu; makaparadza nyika namaguta navose vakanga vageremo!

Habhakuki 2

Habhakuki 2:8-20