Habhakuki 1:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Naizvozvo anopisira zvibayiro kumumbure wake, uye anopisira zvinonhuwira kumumbure wake, nokuti anogarika nokuda kwomumbure wake, anodya zvokudya zvakaisvonaka.

17. Ko, acharamba achingodurura zviri mumumbure wake, achingoparadza ndudzi asina tsitsi here?

Habhakuki 1