Habhakuki 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo anopisira zvibayiro kumumbure wake, uye anopisira zvinonhuwira kumumbure wake, nokuti anogarika nokuda kwomumbure wake, anodya zvokudya zvakaisvonaka.

Habhakuki 1

Habhakuki 1:13-17