Genesisi 48:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akati kwandiri, ‘Ndichakuita kuti ubereke vana uye ndichaita kuti muwande. Ndichakuita vanhu vazhinji, uye ndichakupa nyika ino kuti ive yako nokuzvizvarwa zvako nokusingaperi.’

Genesisi 48

Genesisi 48:1-12