Genesisi 48:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari Wamasimba Ose akazviratidza kwandiri paRuzi munyika yeKenani, uye akandiropafadza ipapo,

Genesisi 48

Genesisi 48:1-10