Genesisi 47:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Josefa akatengera Faro nyika yose iri muIjipiti. VaIjipita vakatengesa, mumwe nomumwe munda wake, nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo. Nyika yakava yaFaro,

Genesisi 47

Genesisi 47:11-29