Genesisi 47:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tichafireiko pamberi penyu, isu nenyika yeduwo? Titengei isu nenyika yedu titsinhane nezvokudya, uye isu nenyika yedu tichava varanda vaFaro. Tipeiwo mbeu kuitira kuti tirarame uye tirege kufa, uye kuti nyika irege kuparara.”

Genesisi 47

Genesisi 47:18-29