Genesisi 46:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Akaenda pamwe chete navanakomana vake, navazukuru vake navanasikana vake navanasikana vavo, vana vake vose.

8. Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri (Jakobho nezvizvarwa zvake) vakaenda kuIjipiti: Rubheni dangwe raJakobho.

9. Vanakomana vaRubheni vaiva: Hanoki, Paru, Hezironi naKami.

Genesisi 46