Genesisi 47:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akaenda akandoudza Faro akati, “Baba vangu namadzikoma angu, pamwe chete nezvipfuwo zvavo uye nemombe dzavo nezvavo zvose, vauya vachibva kunyika yeKenani uye vava muGosheni zvino.”

Genesisi 47

Genesisi 47:1-7