Genesisi 46:32-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Vanhu ava vafudzi; vanochengeta zvipfuwo, uye vauya namakwai avo nemombe dzavo nezvose zvavanazvo.’

33. Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’

34. imi munofanira kupindura muchiti, ‘Varanda venyu vaiva vachengeti vezvipfuwo kubvira pauduku hwavo, sezvakanga zvichiitawo madzibaba edu.’ Ipapo muchatenderwa kugara munyika yeGosheni, nokuti vafudzi vose vanonyangadza kuvaIjipita.”

Genesisi 46