Genesisi 43:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Adumbirwa pakuona kwake munun'una wake, Josefa akakurumidza kubuda uye akatsvaka nzvimbo paangachema ari. Akapinda muimba yake yomukati akandochema ari imomo.

Genesisi 43

Genesisi 43:25-32