Genesisi 43:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakatarisa-tarisa akaona munun'una wake Bhenjamini, mwanakomana wamai vake chaiye, akabvunza akati, “Uyu ndiye munun'una wenyu gotwe, wamakandiudza nezvake here?” Uye akati, “Mwari akuitire nyasha, mwanakomana wangu.”

Genesisi 43

Genesisi 43:24-34