Genesisi 43:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka varume vakatora zvipo nemari yakapetwa kaviri, naBhenjaminiwo. Vakakurumidza kuburuka kuIjipiti vakandozviratidza kuna Josefa.

Genesisi 43

Genesisi 43:11-23