Genesisi 43:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Mwari Wamasimba Ose ngaakunzwirei ngoni pamberi pomunhu uyo kuitira kuti asunungure mumwe munun'una wenyu naBhenjamini uye vagodzokazve nemi. Kana ndirini, kana ndafirwa navana vangu, ndafirwa hangu.”

Genesisi 43

Genesisi 43:11-18