Genesisi 42:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rubheni akapindura akati, “Ko, handina kukuudzai here kuti murege kutadzira mukomana? Asi hamuna kuda kunditeerera! Zvino tinofanira kuzvidavirira nokuda kweropa rake.”

Genesisi 42

Genesisi 42:17-29