Genesisi 42:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakataurirana vachiti, “Zvirokwazvo tava kurangwa nokuda kwomunun'una wedu. Takaona kutambudzika kwaakaita paakatikumbira kuti tirege kumuuraya, asi isu hatina kumuteerera; ndokusaka nhamo iyi yauya pamusoro pedu.”

Genesisi 42

Genesisi 42:12-22