Genesisi 42:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenderera mberi akati, “Ndanzwa kuti kuIjipiti kune zviyo. Burukai muende ikoko mundotitengera zviyo, kuitira kuti tirarame tirege kufa.”

Genesisi 42

Genesisi 42:1-3