Genesisi 42:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akati kuvanakomana vake, “Seiko muchiramba makangotarisana?”

Genesisi 42

Genesisi 42:1-8